Audio Ye Ximex Dealer Akapfuura Girlfriend

SAD | Tafadzwa wekupfuura Samantha anoti iye anga arwadziwa nekuspenda kwaanga ayita mari pana Samantha ne family yake anoti iye akakurirwa nehasha achifunga mari dzake dzaakaspenda akapa Sammy 6000 rands akabhadharira munin’ina waSammy fees akatenga grocery re200US for Sammy’s mom plus kufamba achiona hama dzaSammy ana Tete baba vacho achiitira kuti relationship iyite workout saka […]

Read More