Mota inotakura zvitunha yabiwa parufu
KUNE murume asungwa kuMacheke nemhosva yekuba motokari inotakura zvitunha yeimwe kambani inoviga vafi apo yanga yaendesa chitunha kwaMurehwa. Assistant Inspector Misheck Denhere, avo vakafanobata chigaro chemutauriri wemapurisa kudunhu reMashonaland East, vanotsinhira nezvekusungwa kwaSydney Chauke (27). “Nyaya iyi yakaitika munguva pfupi ichangodarika apo mapurisa ekuMacheke vakanyeverwa nematikitivha ekwaMurehwa kuti kune murume ainge aba motokari […]
Read More